Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu akati muromo ndu, anenge anyarara kwenguva huru, asingadi kutaura, nokuda kokushatirwa.
1

Kuti ndu ndu ndu kugara usingatauri nemunhu nekuda kwekusurikirwa.

Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03ndu ndu ndu
Kuti ndu ndu ndu kugara usingatauri nemunhu nekuda kwekusurikirwa.
VerengaSwipe for the next word