KwaunobvaDuramazwiMmbereko

Duramazwi · zita

mbereko

barrenness · cradle · infertile · sterilization · cloth used to carry a baby on the back

Zvinoreva

Mbereko mucheka une mabhandi, wakagadzirirwa kusungirira mwana kumusana kana akaberekwa.

1

Waita mbereko ada kusuka machira.

Kana munhu achinzi haana mbereko anenge asingakwanisi kuzvara kana kuzvarisa vana.

Mbereko mucheka une mabhandi, wakagadzirirwa kusungirira mwana kumusana kana akaberekwa.

2

Kana munhu achinzi haana mbereko anenge asingakwanisi kuzvara kana kuzvarisa vana.

Zvakafanana

mhingo

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mberembere

Mberembere munhu anowana zvinhu nenzira dzakaipa.

Verenga

Swipe for the next word