KwaunobvaDuramazwiMmbereka

Duramazwi · zita

mbereka

Zvinoreva

Mbereka chikamu chemari yaunowana pamusoro peyaunenge wakachengetesa kubhengi kana kumwewo kunochengeteswa mari.

1

Mbereka chikamu chemari yaunowana pamusoro peyaunenge wakachengetesa kubhengi kana kumwewo kunochengeteswa mari.

Sheya imari yaunoisa kumakambani emari kuti ishandiswe iwe uchipiwa mbereka nguva nenguva.

Mbereka chikamu chemari yaunowana pamusoro peyaunenge wakachengetesa kubhengi kana kumwewo kunochengeteswa mari.

Pane zvebhizinesi, mukweretesi ndouya anopa vanhu mari yokushandisa vachizoidzosa yava nembereka.

2

Mbereka chikamu chemari yaunobhadhara pamusoro peyaunenge wakakwereta somubhadharo wokushandisa mari yacho kwaunenge wakaita. Vanhu vakawanda havadi kukwereta mari kumabhengi nokuti mbereka yacho inowandisa paunenge wava kudzosera chikwereti chacho.

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word