Duramazwi
Zvinoreva
Kupingudza.
1
Kupingudza.
Kana munhu akadhambisa hembe anenge aibata nomutowo unoita kuti shinda dzayo dziregedzeke, zvokuti haizobati pamuviri kana ikapfekwa.
2
Kana munhu akadhambisa hembe anenge aibata nomutowo unoita kuti shinda dzayo dziregedzeke, zvokuti haizobati pamuviri kana ikapfekwa.
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dhamburosi
Dhamburosi ndechimwe chezvitanda zvakavezwa zvinoridzwa zvichiita zvokurovaniswa, vanhu, kazhinji vana vadiki, vachitamba nokuimba.
VerengaSwipe for the next word