KwaunobvaDuramazwiDdhamburosi

Duramazwi · zita

dhamburosi

dhanibhera

Zvinoreva

Dhamburosi ndechimwe chezvitanda zvakavezwa zvinoridzwa zvichiita zvokurovaniswa, vanhu, kazhinji vana vadiki, vachitamba nokuimba.

1

Zvakafanana

dhanibhera

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dhamhu

Dhamhu inzvimbo inovakirwa navanhu parwizi rukuru kuti ichengete mvura. Dhamhu reChivero iguru zvikuru uye rinoshandiswa neguta guru reHarare rose.

Verenga

Swipe for the next word