Duramazwi
Zvinoreva
Kunyadza.
1
Kunyadza.
Kana munhukadzi achinzi vamutsegede ane akurirwa nepamuviri ava kufamba achiti dhana dhana.
Kuti dhana dhana kufamba sezvinoita mwana achangotanga kufamba, uchisimudza gumbo rimwe chete panguva imwe chete.
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dhana dhana
Kuti dhana dhana kufamba sezvinoita mwana achangotanga kufamba, uchisimudza gumbo rimwe chete panguva imwe chete.
VerengaSwipe for the next word