Duramazwi
Zvinoreva
Kudhanaira kufamba zvishoma zvishoma kunowanzoitwa nomwana anenge achidzidzira kufamba, kana kuti nomunhu anenge achembera.
1

Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dhanakira
Dhanakira chihwitsi chakagadzirwa neshuga, zvikuru tsvuku, yakavhenganidzwa nemukaka ndokuzovidzwa kusvika yamandana.
VerengaSwipe for the next word