Duramazwi · zita
dhamu
dam
Duramazwi · zita
dam
Kuti nyn'urududu kunyura kusvika muzasi memvura iri mudziva, muduhwino, dhamu kana dzimwewo nzvimbo dzinogara mvura.
Zambezi rwizi rukuru chaizvo runoganhura Zimbabwe neZambia, uye ndirwo rune dhamu guru reKariba uye nemapopoma e Victoria Falls.
Pakanaya mvura yakawanda, imwe yakafushuka mudhamu.
Duramazwi
01 / 03dhana
Kunyadza.
VerengaSwipe for the next word