Duramazwi · zita
Zvinoreva
Dhamhu inzvimbo inovakirwa navanhu parwizi rukuru kuti ichengete mvura. Dhamhu reChivero iguru zvikuru uye rinoshandiswa neguta guru reHarare rose.
1
Dhamhu inzvimbo inovakirwa navanhu parwizi rukuru kuti ichengete mvura. Dhamhu reChivero iguru zvikuru uye rinoshandiswa neguta guru reHarare rose.
Mujuku imvura ine madhaka inenge yasara iri shoma kana zvakaita sedziva kana dhamhu zvava kupwa.
Jinga kumucheto kwerwizi, dziva kana dhamhu.
Kana mugungwa kana mudhamhu muchinzi makadzikama munenge musina masandairira.
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dhamu
dam
VerengaSwipe for the next word