Duramazwi · zita
Zvinoreva
Dhanakira chihwitsi chakagadzirwa neshuga, zvikuru tsvuku, yakavhenganidzwa nemukaka ndokuzovidzwa kusvika yamandana.
1

Zvakafanana
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dhananga
Dhananga muti murefu une pekutsika, unoshandiswa nevana kufambisa vachizoita kunge vakareba.
VerengaSwipe for the next word