Duramazwi
nyadzisa
disgraceful · embarrassing · humiliate · obscene · shameful · vulgar
Duramazwi
disgraceful · embarrassing · humiliate · obscene · shameful · vulgar
Kana chiitiko chichinyadzisa chinenge chichikonzera kuti munhu achiita azvituke kana kuzvishora nokuda kwekuipa kwacho.
Kana chiitiko chichinyadzisa chinenge chichikonzera kuti munhu achiita azvituke kana kuzvishora nokuda kwekuipa kwacho.
Haikona kuita zvinhu zvinonyadzisa so mhani.
Kuita zvinhu zvinokubvisa chimiro kuzvinyadzisa pamberi pevanhu vanokuremekedza.
Chirwere chinonyadzisa chinowanikwa nevanhu vechirume kana vechikadzi.
-nyadza · svodesa · -cherudza · -tsverudza
Duramazwi
01 / 03nyadzisira
Kunyadzisira kuita kana kutaura zvinhu zvinotsverudza pane vanhu. Amai ava vangabva vanyadzisira zvakadaro, kukurura hembe pane vanhu?
VerengaSwipe for the next word