Duramazwi · zita
nyadzi
embarrassment · remorseless · shame
Duramazwi · zita
embarrassment · remorseless · shame
Kana munhu aine nyadzi anenge achinzwa kunyara pamusana pechimwe chinhu chisina kunaka, kazhinji ari iye anenge achiita. Nyadzi dzinokunda rufu.
Kana munhu aine nyadzi anenge achinzwa kunyara pamusana pechimwe chinhu chisina kunaka, kazhinji ari iye anenge achiita. Nyadzi dzinokunda rufu.
Chokwadi murume mukuru kushaya nyadzi kusvika pakudarowo here?.
Tadiwa akaona kuti chokwadi nyadzi dzinokunda rufu.
Ichi chiitiko chinokonzera nyadzi nokufumuka.
Duramazwi
01 / 03nyadzika
Kunyadzika kunyika hembe mumvura kuti igopfava.
VerengaSwipe for the next word