Duramazwi
Zvinoreva
Kunyadzisira kuita kana kutaura zvinhu zvinotsverudza pane vanhu. Amai ava vangabva vanyadzisira zvakadaro, kukurura hembe pane vanhu?
1
Kunyadzisira kuita kana kutaura zvinhu zvinotsverudza pane vanhu. Amai ava vangabva vanyadzisira zvakadaro, kukurura hembe pane vanhu?
Mukuwasha akati nyare ataura shoko rinonyadzisira pana ambuya.
Ichi chituko chakaipisisa zvikuru, chinotuka munhu nezvinonyadzisira.
Kunyahwaidza kunyadzisira, munhu pane vanhu.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nyadzo
Chiitiko chokunyadziswa duku-duku panyama (shame).
VerengaSwipe for the next word