Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chiitiko chokunyadziswa duku-duku panyama (shame).
1
Chiitiko chokunyadziswa duku-duku panyama (shame).
Chinyadzo kuona mwana achituka mubereki.
Chinyadzo chinhu chakafumuka, chinonyadzisa kuita kana kutaura.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nyadzu
Kuti nyadzu kusumudza zvinorema. Akati zigate ramasvusvu nyadzu, ndokutiza naro.
VerengaSwipe for the next word