KwaunobvaDuramazwiCchinyadzo

Duramazwi · zita

chinyadzo

obscenity · remorse

chitsverudzochinyadzi

Zvinoreva

Chinyadzo chinhu chakafumuka, chinonyadzisa kuita kana kutaura.

1

Chinyadzo chinhu chakafumuka, chinonyadzisa kuita kana kutaura.

Chinyadzo kuona mwana achituka mubereki.

Chinyadzo chinhu chakafumuka, chinonyadzisa kuita kana kutaura.

Zvakafanana

chitsverudzo

Zvine chekuita

chinyadzi

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chinyahwaiko

Iri izwi rinoshandiswa kubvunza zvinhu zvinenge zvanetsa kunzwisisa.

Verenga

Swipe for the next word