KwaunobvaDuramazwiCchinwiwa

Duramazwi · zita

chinwiwa

beverage · drink · beverage; drink

Zvinoreva

Chokunwa.

1

Chokunwa.

Kana munhu ati bepetu anenge anwa chinwiwa nekuchipedza asina kana kumbozorora.

Kofi chinwiwa chinopisa chinobi kwa noupfu hwemhodzi dzechirimwa chinonzizve kofi.

Kudunduzira kunwa mvura kana chinwiwa zvokupfurikidza mwero, dumbu richisara razara.

Mamwe mazwi ane C

C

Swipe for the next word