KwaunobvaDuramazwiCchimwiwa

Duramazwi · zita

chimwiwa

Zvinoreva

Zvinwiwa zvakagadzirwa nenzira yerubatsiro.

1

Zvinwiwa zvakagadzirwa nenzira yerubatsiro.

Chamoto chimwiwa chinodhaka chaizvo chinobikwa pachisanganiswa zvinhu zvakawanda.

Masanhu chimwiwa chinodhaka chinomwiwa mangwanani kana munhu achirapa bhabharazi.

Kana munhu amemedza doro kana chimwe chimwiwa anenge achichimwa zvakanyanya.

Mamwe mazwi ane C

C

Swipe for the next word