Duramazwi · zita
chin'ai
soot
Duramazwi · zita
soot
Chin'ai kusviba kunoita denga reimba yokubikira nokuda kweutsi hwava nenguva refu huchipwititikamo.

Uyu munhu anogara achingotama ugaro nguva dzose. Mugaradzakasungwa haavaki imba inotsvuka chin'ai.
Chin'ai kusviba kunoita denga reimba yokubikira nokuda kweutsi hwava nenguva refu huchipwititikamo.
Duramazwi
01 / 03chin'ogoro
Chin'ogoro munhu akaomera zvikuru nezvinhu zvake, asingadi kupawo vamwe zvaanazvo.
VerengaSwipe for the next word