KwaunobvaDuramazwiCchin'a

Duramazwi

chin'a

uncontrollable

Zvinoreva

Kuchin'a kutsamwa nokuramba zvachose kuita zvaunofanira kuita.

1

Kuchin'a kutsamwa nokuramba zvachose kuita zvaunofanira kuita.

Chigan'a mashoko anotsamwisa anotaurwa nomunhu kune mumwe. Ukataura chin'a uri pedo neni ndinokurova.

Mamwe mazwi ane C

C

Swipe for the next word