Duramazwi · zita
Duramazwi · zita
Uku kuita zvinhu chinyararire pasina kutaudzana.
Uku kuita zvinhu chinyararire pasina kutaudzana.
Pakarira pfuti yehondo takatama musha *chimwii-mwii* chaicho.
Duramazwi
01 / 03chimwiro
Mudziyo wekumwira zvinwiwa (drinking vessel).
VerengaSwipe for the next word