KwaunobvaDuramazwiCchinyerere

Duramazwi · zita

chinyerere

Zvinoreva

Kuita chiito pasina ruzha kana kutaura (silently/quietly).

1

Kuita chiito pasina ruzha kana kutaura (silently/quietly).

Machinyerere munhukadzi ane pamuviri pava pedo nokuponwa.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chinyira

Kana munhu akachinyira mumwe anenge amuitira zvinhu zvakaipa nechinangwwa chokuti a-tambudzike.

Verenga

Swipe for the next word