KwaunobvaDuramazwiCchinyarikani

Duramazwi · zita

chinyarikani

Zvinoreva

Uyu mutauro unoshandiswa pakati pevanhu vane ukama husina kureruka, hwakaita sehwaambuya nemukwasha.

1

Uyu mutauro unoshandiswa pakati pevanhu vane ukama husina kureruka, hwakaita sehwaambuya nemukwasha.

Paive nechivhevhano, chisahwira, chinyarikani, chitorwa uyewo chisekedzani.

Kana chiri chinyarikani chechiroora, muroora ane mapfekero okuti vanhu vakamuona vanobva vaziva kuti uyu muroora nemapfekero ake.

Musambo wechinyarikani haunyatsobudirira kana munhu ari kuushandisa asina kupfeka zvakakodzera.

Mamwe mazwi ane C

C

Swipe for the next word