Duramazwi
Zvinoreva
Ichi chidudzirachiito chinoreva zvinhu zvaitwa pasina mheremhere.
1
Ichi chidudzirachiito chinoreva zvinhu zvaitwa pasina mheremhere.
Gomba rakapinda mumba chinyai, zvokuti vaiva pamba hapana chavakanzwa.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chinyakamwe
Chinyakamwe kubatanidza zvinhu zvaungaite nguva dzakasiyana, wongozviita panguva imwe chete.
VerengaSwipe for the next word