KwaunobvaDuramazwiCChiNyama

Duramazwi · zita

ChiNyama

Zvinoreva

Chinyama chikamu chebazi romutauro weChiManyika chinotaurwa kumatunhu akadziva nechokuchamhembe kwenzvimbo dzinotaurwa bazi iri.

1

Chidikadika inhengo yomuviri yakaita chinyama chidiki chakarembera, chinowanikwa panosangana muromo nehuro.

Ichi chinyama chitsvuku chiri pamusoro wehuku.

Chinyama chikamu chebazi romutauro weChiManyika chinotaurwa kumatunhu akadziva nechokuchamhembe kwenzvimbo dzinotaurwa bazi iri.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chinyambera

Chinyambera chitaira chekutamba ngoma dzinowanzoridzwa kumatunhu okumabvazuva kweZimbabwe.

Verenga

Swipe for the next word