Duramazwi02 / 03zvinyangadoviKana munhu akanzi abudisa zvinyangadovi anenge abuda zvimisodzi zvishoma zvokutaridza mufaro kana kusuwa.Verenga→
Duramazwi03 / 03zvinyarariraKana munhu akazvinyararira anenge ari panguva yokusada kutaudzana navanhu, achizviitira zvinhu zvake ega.Verenga→