Duramazwi03 / 03zvinyangadoviKana munhu akanzi abudisa zvinyangadovi anenge abuda zvimisodzi zvishoma zvokutaridza mufaro kana kusuwa.Verenga→