KwaunobvaDuramazwiCchinu

Duramazwi · zita

chinu

flask

Zvinoreva

Chinu chitende chaichengeterwa mafuta ekuzora nevanhukadzi makarekare.

1

Chinu chitende chaichengeterwa mafuta ekuzora nevanhukadzi makarekare.

Chinu chitende chaichengeterwa mafuta ekuzora nevanhukadzi makarekare.

Ichi chinhu chinu chese zvacho chinoshandiswa pakupukuta.

Kuti chichinu kufa-mba kwavanhu vakawanda vakana-nga divi rimwe. Vanhu vakati chi-chinu vakananga kuguva kundoviga mushakabvu.

Zvine chekuita

nhera

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chinungu

Chinungu isora rine mashizha makobvu ane minzwa kumativi, rinoita maruva munguva yechirimo.

Verenga

Swipe for the next word