KwaunobvaDuramazwiCchinungu

Zvinoreva

Chinungu isora rine mashizha makobvu ane minzwa kumativi, rinoita maruva munguva yechirimo.

1

Chinungu chitayira chekutamba chekuti vanhu vanotamba vakawanda uye vari mumutsetse.

2

Zvakafanana

gava · ruvati

Mamwe mazwi ane C

C

Swipe for the next word