Duramazwi
nyadza
weaken · embarrass
Duramazwi
weaken · embarrass
Kana ukanyadza mhuka, shiri kana chimwewo chipuka unenge wachimhanyisa kana kuita chimwe chinhu chinoita kuti chinete.
Kunyadza kuita zvinoshoreka pana vamwe. Kufoyira kwekirasi yose kunonyadza mudzidzisi.

Mwana anga achitamba nemvura mumba ndokubva amuchakanyadza mose zvokuti hamugariki.
Kunyadza kuita zvinoshoreka pana vamwe. Kufoyira kwekirasi yose kunonyadza mudzidzisi.
Kuchakanyadza kuzadza zvinhu zvakaita semvura pose pose.
Kana mbavha ikakunyadza inenge yakubira chinhu kana zvinhu zvakanyanyokosha uye zvausingagoni kuzowana nyore.
Kunyadza kuita zvinoshoreka pana vamwe. Kufoyira kwekirasi yose kunonyadza mudzidzisi.
Kunyadza kuita zvinoshoreka pana vamwe. Kufoyira kwekirasi yose kunonyadza mudzidzisi.
Kuchakanyadza kuzadza zvinhu zvakaita semvura pose pose.
Kana munhu akasvinuka anenge akangwarisa, kazhinji achiita zvinhu zvinonyadza kana kusvota vaanenge anavo.
-svodesa · -tsverudza · -dhana · nyadzisa
Duramazwi
01 / 03nyadzi
embarrassment
VerengaSwipe for the next word