Duramazwi
tsverudza
-nyadza-dhana-fumura
Duramazwi
Kutsverudza kuita kuti mumwe anyare kana kusvoda.
Kutsverudza kuita kuti mumwe anyare kana kusvoda.
Wakadzipwa ngenyama pamuchato ngekukara kwake kunobvira kutsverudza.
Chinyadzi ishoko rinoreva chinhu chinotsverudza kana kuti kusvodesa kutaura.
Kana munhu achinzi ane vhavhu anenge achikasikira kumhanyira zvinhu nenzira inotsverudza.
-nyadza · -dhana · -fumura
Duramazwi
01 / 03tsveruka
Kunyara.
VerengaSwipe for the next word