KwaunobvaDuramazwiCchikotakota

Duramazwi · zita

chikotakota

Zvinoreva

Uku kushanda nesimba kwevanhu vakawanda vasingambozorori.

1

Uku kushanda nesimba kwevanhu vakawanda vasingambozorori.

Madzimai akaita chikotakota pahumwe, munda ukasakurwa wose.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chikotera

Chikotera kuita kwavanhu vakawanda vanenge vachisakura kana kuita rimwe basa vakakotama.

Verenga

Swipe for the next word