Duramazwi
Zvinoreva
Ichi chivakiso kana kuti chiumbamazwi chinoshandiswa sedudzirachiito uye chinoratidza nguva yamangwanani pazuva rinozotevera.
1
Ichi chivakiso kana kuti chiumbamazwi chinoshandiswa sedudzirachiito uye chinoratidza nguva yamangwanani pazuva rinozotevera.
Kandima kasara aka tichafumopedzisa tisati taenda kudhibha.
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03fumu
Kuti fumu chinhu kuchirerutsa kana kuita kuti chisaonekwa sechakakosha.
VerengaSwipe for the next word