Duramazwi
Zvinoreva
dzoka nadzo kuzokama mukaka.
Kana mukafumira manhanga, munenge muchiavharira nemashizha muhari pamunenge muchiabika.
Kana mukafumira kuita basa, munenge mamuka rungwanangwana kuti mukurumidze kuritanga.
dzoka nadzo kuzokama mukaka.
Chirume kufumira pachimwe kunuromo chakatakura.
Kana mhashu ichipfupfumira, inenge ichivanda mubundo painenge ichidzingirirwa.
Kana mukafumira kuita basa, munenge mamuka rungwanangwana kuti mukurumidze kuritanga.
Kana mukafumira manhanga, munenge muchiavharira nemashizha muhari pamunenge muchiabika.
Chirume kufumira pachimwe kunuromo chakatakura.
Kana mukafumira kuita basa, munenge mamuka rungwanangwana kuti mukurumidze kuritanga.
Kana mukafumira manhanga, munenge muchiavharira nemashizha muhari pamunenge muchiabika.
Kana mukafumira kuita basa, munenge mamuka rungwanangwana kuti mukurumidze kuritanga.
Chirume kufumira pachimwe kunuromo chakatakura.
Kana mukafumira kuita basa, munenge mamuka rungwanangwana kuti mukurumidze kuritanga.
Kana mukafumira manhanga, munenge muchiavharira nemashizha muhari pamunenge muchiabika.
Zvakafanana
-pumhudza · -mukira
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03fumisa
Kuita kuti munhu ave neupfumi (pfumisa).
VerengaSwipe for the next word