KwaunobvaDuramazwiSsiidhii

Duramazwi · zita

siidhii

Zvinoreva

Siidhii kadambarefu kakaita dendenedzwa kanochengeta mazwi kana mimhanzi, kanoridzwa paredhiyo kana pakombiyuta. Mumhanzi unonyatsonzwika kana ukaridzwa kubva pasiidhii pane kubva pakaseti.

1

Siidhii kadambarefu kakaita dendenedzwa kanochengeta mazwi kana mimhanzi, kanoridzwa paredhiyo kana pakombiyuta. Mumhanzi unonyatsonzwika kana ukaridzwa kubva pasiidhii pane kubva pakaseti.

Kana munhu achitepa muhanzi anenge achishandisa redhiyo kana umwe muchini kuutora pakaseti kana siidhii.

Pane zvemimhanzi, kutsikisa rumbo kurwutora pachitapamazi zwi muchikopera pandiro, makaseti kana masiidhii anozotengeswa.

Mamwe mazwi ane S

S

Swipe for the next word