Duramazwi01 / 03sii siiKana munhu achiti sii sii anenge achiedza kusheedza mumwe kuti acheuke kana kumira.Verenga→
Duramazwi02 / 03siidhiiSiidhii kadambarefu kakaita dendenedzwa kanochengeta mazwi kana mimhanzi, kanoridzwa paredhiyo kana pakombiyuta. Mumhanzi unonyatsonzwika kana ukaridzwa kubva pasiidhii pane kubva pakaseti.Verenga→