Duramazwi
Zvinoreva
Ichi chiiswa chinotaridza pikiso, chinoshanda pamwe chete naha. Itai haasiende kubhora zvekuti ndatoshamisika kunzwa zvichinzi ndokwaari kumhanyira.
Kuti si kutangana nechimwe chinhu wakazvipira kuchiita nekuchipedza.
Ichi chivakapakati chinoratidza zvinhu zvinogara zvichiitika. Vanosidyira sadza ramasikati pano.

Dunhu inzvimbo inogona kusanganisira nyika dzakasiyana-si-yana dzinenge dzichishanda pamwe.

Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03sidhudya
Sidhudya munhukadzi mukobvu ane nyama dzakaregedzeka.
VerengaSwipe for the next word