KwaunobvaDuramazwiSshwiro

Duramazwi · zita

shwiro

maturity

Zvinoreva

Shwiro ruzivo rwokuita zvinhu nokuda kokuti munhu akura ari mazviri. Zvinhu zvaoma zvekuti totoda kuti shwiro dzititungamirire.

1

Kana vanhu vachitamba tsoro ikasvika pashwiro inenge yasvika pakaoma.

2

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

shwoyoyo

Kana munhu ati shwoyoyo anenge anyatsogonekwa, iye anga achimbozviti haaitiki.

Verenga

Swipe for the next word