KwaunobvaDuramazwiSshwindi

Duramazwi · zita

shwindi

Zvinoreva

Shwindi munhu anongofunga kuti zvake chete ndizvo, uye ane nharo zvikuru.

1

Shwindi munhu anongofunga kuti zvake chete ndizvo, uye ane nharo zvikuru.

Shwindi munhu anongofunga kuti zvake chete ndizvo, uye ane nharo zvikuru.

Kana munhu achinzi ane ushwindi anenge asingatirimuki pane zvaanenge ataura.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

shwira

Kushwira kuva munhu asingadi kubvuma zvimwe zvinhu nekukurumidza.

Verenga

Swipe for the next word