Duramazwi
Zvinoreva
Kuti shwii kuzara zvakanyanya.
1
Kuti shwii kuzara zvakanyanya.
Bhazi rakanga rakati shwii kuzara.
Kuti shwii kubopa mabhureki nokukurumidza.
2
Kuti shwii kubopa mabhureki nokukurumidza.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03shwindi
Shwindi munhu anongofunga kuti zvake chete ndizvo, uye ane nharo zvikuru.
VerengaSwipe for the next word