KwaunobvaDuramazwiSsii sii

Duramazwi

sii sii

Zvinoreva

Kana munhu achiti sii sii anenge achiedza kusheedza mumwe kuti acheuke kana kumira.

1

Kana munhu achiti sii sii anenge achiedza kusheedza mumwe kuti acheuke kana kumira.

Siisii ishiri diki ine diti bvumbu nemuviri webhuruu, inochema ichiti sii-sii.

Kana munhu achiti sii sii anenge achiedza kusheedza mumwe kuti acheuke kana kumira.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

siidhii

Siidhii kadambarefu kakaita dendenedzwa kanochengeta mazwi kana mimhanzi, kanoridzwa paredhiyo kana pakombiyuta. Mumhanzi unonyatsonzwika kana ukaridzwa kubva pasiidhii pane kubva pakaseti.

Verenga

Swipe for the next word