KwaunobvaDuramazwiMmisi

Duramazwi · zita

misi

Zvinoreva

Misiteresi.

1

Misiteresi.

Izvi ndizvo zvinoita kuti misi yose makunguwo ararame.

Unotaura sei nehama kana shamwari yako iyi misi yose.

Kana zvinhu zvichiitika zuva nezuva zvinenge zvichiitika misi yese.

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word