KwaunobvaDuramazwiMmishoni

Duramazwi

mishoni

missions

Zvinoreva

Nzvimbo yeterevhizheni kana kereke inodzidzisa vanhu (mission).

1

Nzvimbo yeterevhizheni kana kereke inodzidzisa vanhu (mission).

Rumveemvee kufamba-famba kwezvinhu zvichipesana zvisingaonekwi pazvakananga. Pakaputika bhambo, mishoni yakaita rumveemvee vanhu vachiti-za.

Wotevera mugwagwa uyu, nawo, nawo, unobva wasvika pamishoni pauri kuda.

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word