Kwaunobva/Duramazwi/H/hukuru
Duramazwi
barbarity · sizes · great
hukutu
Mhuka hukutu ndeine hutano hwakanaka uye yakasimba.
hukwa
Hukwa uswa hunomera paruware, hwakaserera uye hunorukiswa ngowani.
hukwana
Hukwana mwana wehuku ayaruka kubva muzera rechitiyo.
Swipe for the next word