KwaunobvaDuramazwiPpikisa

Duramazwi

pikisa

belligerent · revolt · oppose

Zvinoreva

Kana munhu achipikisa mumwe, anenge asingatenderani naye achiramba achiita nharo.

1

Kana munhu achipikisa mumwe, anenge asingatenderani naye achiramba achiita nharo.

Kana munhu achipikisa mumwe, anenge asingatenderani naye achiramba achiita nharo.

Kana uchikakavadza munhu unenge uchimupikisa kana kuitirana nharo naye.

Nhoto unyanzvi hunopikisa zvinotaurwa nevamwe vanhu, nokuvaita kuti vabvume zvauri kutaura.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pikisana

Kana vanhu vachipikisana vanenge vachiitiirana nharo nekuda kwekuta dzak kuwirirana pamusoro pechimwe chinhu.

Verenga

Swipe for the next word