KwaunobvaDuramazwiPpikita

Duramazwi

pikita

-supavhaiza

Zvinoreva

Kupikita kugaririra munhu anenge achiita basa uchiona kuti ari kurita nemazvo here.

1

Kupikita kugaririra munhu anenge achiita basa uchiona kuti ari kurita nemazvo here.

Kupikita kugaririra munhu anenge achiita basa uchiona kuti ari kurita nemazvo here.

Sipikita mukuru wapabasa anotarisa kuona kuti basa riri kuitwa nemazvo.

Zvakafanana

-supavhaiza

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

piku

Kuti piku kuhonga uchisimudza chimwe chinhu. Be-

Verenga

Swipe for the next word