KwaunobvaDuramazwiPpikiso

Duramazwi · zita

pikiso

Zvinoreva

Pikiso mazwi anotaurwa nemunhu anenge achisiyana nezvinenge zvataurwa neumwe nekuda kwemafungiro avo anenge akasiyana.

1

Zvine unyanzvi kuti ushandise zvibatanidzi zvemitsara kana pfungwa, izvi zvinobatsira pakuumba pfupikiso inoyerera.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pikita

Kupikita kugaririra munhu anenge achiita basa uchiona kuti ari kurita nemazvo here.

Verenga

Swipe for the next word