Duramazwi02 / 03chingaKana shiri dzikati chinga panhu, dzinenge dzamhara panzvimbo dzakawanda. Shiri dzati chinga mumunda wegorosi zvokuti hameno rikasara.Verenga→
Duramazwi03 / 03chingaidzaKuchingaidza munhu kumuita kuti ashamisike kana kuti asanzwisisa zviri kuitika.Verenga→