KwaunobvaDuramazwiCchineka

Duramazwi · zita

chineka

Zvinoreva

Chineka kuita kokutambudza munhu zvikuru.

1

Chineka kuita kokutambudza munhu zvikuru.

Regai ndinyepere kurara, murume wangu anopenga zvokuti anouya akandionesa chineka.

Chineka kuita kokutambudza munhu zvikuru.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chinembiri

Chinembiri munhu anozivikanwa chaizvo pamusana pezvinhu zvakanaka zvaanoita.

Verenga

Swipe for the next word