Duramazwi · zita
Chimurenga Chokutanga
Zvinoreva
Chindunduma ihondo yokutanga yokurwisa vapambevhu vechichena muZimbabwe yakarwiwa naanaMbuya Nehanda naSekuru Kaguvi.
1

Nehanda isvikiro guru rechikadzi, rakatungamirira muhondo yeChindunduma, rikazouraiwa nehurumende yevarungu.
Zvakafanana
Chimurenga Chokutanga
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chineka
Chineka kuita kokutambudza munhu zvikuru.
VerengaSwipe for the next word