KwaunobvaDuramazwiNnhesva

Duramazwi · zita

nhesva

Zvinoreva

Nhesva kunzwa kusada kuenda kunhu kana kuita chinhu. Hwandiri kuita ubenzi chaihwo nokuti ndanga ndichifanirwa kuenda kubasa, asi ndaita nhesva.

1

Nhesva kunzwa kusada kuenda kunhu kana kuita chinhu. Hwandiri kuita ubenzi chaihwo nokuti ndanga ndichifanirwa kuenda kubasa, asi ndaita nhesva.

Unhesva kutetepa nokupinza kwesimbi nechekweku-pedzisira kwayo.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nhesvi

Nhesvi zinhunzi ziguru, regirini, rinonyanyoonekwa muchimbuzi.

Verenga

Swipe for the next word